Find by tag

Vanhu vane mari

MuZimbabwe ukawona munhu achiri kujaivha radio ichirira hana mari. Vane mari makumbo akazvimba nekumira mu queue kuma bank.