Kwahi babaChatunga na Nyongolo naMzee vaifamba nemota vachibva vaita accident
saka hapana akakuvara vachibva vagaya yekurova road nenyawezi coz anga ari
manheru mota dzaifamba dzanga dzisingamire vaifunga kuti machinda three aya
matsola saka vasati vabva pavhuzhi babaChatunga vakagurunura radiator dzikati,
"ngativhaye",Nyongolo dzakabva dzati chimbomirai dzichibva dzabvisa seat,Mzee
dzichibva dzakwachura door vachibva varova road,Mzee dzanga dziri confused (as
usual) dzibva dzabvunza babaChatunga kuti sei dzatakura radiator, zvikanzi
nababaChatunga," ndaitira kuti time time vhati inenge yakula ndozorova kana
ndava nenyota", zvikanzi," ko Nyongolo watorerei seat?", dzichibva dzapindura
dzichiti," semunhu mukobvu ndinokurumidza kuneta saka ndichapota ndichimbogara
paseat", machinda two aya akabva abvunza Mzee kuti," koiwe urikungobvunza sei
watora gonhi ?", zvikahi naMzee ,"ndaitira kuti kana kwavakupisa ndozooovhura
window".