Find by tag

Ice Cream mu park ne bhebhi

Hanzi pane vamwe blazo vaifamba nebhebhi ravo mupark, saka bhebhi ndobva ranzwa bhero ra Ice Cream man (Lyons Maid). Bhebhi manje rakaita ka sign kekuti ririkuda ice cream, manje blazo vanga vasina mari, so he tried to play it off dzakati "Dhaleng that bhero is my favorite tune."

Get nyambo in your inbox!