Find by tag

Hove yako yafona

Wife:honey hanty u go fo fishing pa maweekends??
Hubby:yes my love.
Wife:Hove yako yafona yati ine nhumbu.

Tiri kunzi tine nhumbu ya bhiridha

Daddy vanobva kubasa vanodana vadzimai vavo kuti vagare pedyo navo pasofa.

Daddy :Darling hanti pamuchato wedu mufundisi akati tava nyama imwe.
Madam : Hongu ! Kana bible chairo rinodaro.
Daddy : Izvi zvichimborevei??
Madam : Zvinowana imi zvawana ini uye mhosva yenyu imhosva yangu.
Daddy : Very good , zvino tirikunzi takamitisa musikana wedu webasa.
Madam : iiiiiiiiiihhhh!!! Inga zvatiwandira tirikunzizve tine nhumbu yabhiridha.

Mighty Warriors ku Rio (Brazil) Olympics

Dai ma Mighty Warriors akando mitiswa kuBrazil ikoko vouya ne mimba kuti tiwane vanhu vebhora!

Uri mbudzi here?

Musikana atizira: Baba ndauyawo ndine nhumbu ya John
Baba: Wabvepi
Musikana: KuBikita
Baba : Ko John wakamuonepi
Musikana : Ku village kwedu achitsvaga mbudzi
Baba: Saka iwe uri mbudzi here?

Chinoz - dont worry pamwe haisi yako

Chinoz akasvika mwanasikana wake achichema.
Chinoz: Ko urikuchemei Paida?
 Paida akapindura "Baba ndine nhumbu"...
Chinoz: Usacheme pamwe haisi yako

Masasi ekupenga - Mimba dzepa Christmas

Wanhu wese wakazvarwa muna september panga pasina kurongwa izvozvo coz nhumbu dzakaitwa pachristmas ne Newyear wanhu wakadhakwa.

viola waita nhumbu yemurungu

Viola aidanana nemurungu but chirungu chairamba kutamba .Zvino akaita nhumbu ndokushaya kuti otii kumface wake .Akatanga kuruma ruma muromo wake ndokuti "the moon skipped me and stomach is yours

Get nyambo in your inbox!