Find by tag

Buri pa ceiling

Vana nekushereketa vakaboora buri pa ceiling  ravakashandisa pakubuda mumba mavakange vakiirwa. Unfortunately vabereki vava vaive vanhu vapfupi. Vakange vasina mari yekugadzirisa ceiling. 
Mai mwana ini ndichakwira pamusoro pako kuti ndikwanise kusvikira paburi iri kuti tiri gadzire. Mai mwana vakabva vamira baba ndokubva vakwira pamapendekete avo kuti vasvikire ceiling. 
Vana vakabva vanzi endai munotambira mumba pakabva pasvika vaenzi vakatambirwa nevana panze. "ko baba varipi ?"
Vana vakapindura vachiti "baba vari mubedroom pamusoro paamai vari kunama paburi patakabuda napo."
Vaenzi nenyadzi vakabva vatora mabhegi avo vachibva vaenda.

Murume wangu auya

Then there was this couple in bed at night, Madamu vakabva vavhumuka.
"MURUME WANGU AUYA, MURUME WANGU AUYA KANI!!!!!!!!!!

 Husband ichinzwa izvi yakabva yajamba from bed ikabuda mumba ichimhanya isina kupfeka. 

Payakasvika pagate ndipo payakarealizer kuti iri padheni payo.

huya tiverenge mari

Murume: Huya kuno
Mukadzi: Kunei
Murume: ita zvandataura bvisa bhurugwa
Mukadzi: Ndabvisa
Murume: Chiuya pano pamubhedha
Mukadzi: Ndauya
Murume: Chindibatsirawo kuwerenga mari
Mukadzi: Saka bhurungwa rangu ndabvisirei
Murume: Ungazondibira mari yangu uchiisa mubhurugwa

Bhadharai ndikuudzei akarara mubhedhuru

Hanzi nekamwana kuna daddy vako vabva kubasa after 2 months vasipo. Nhai daddy ndikakuudzai akasara achirara mubedroom namama munondipei? zvikanzi $5, zvikanzi ishoma, baba ndokupa mwana $50. Mkomana ndokutyorera muhomwe zvikanzi ndini hangu.

pamamonya ipapo - bhedhuru

Kamwana kangu zuro kainetsa kachichemera kurara pamubhedha ndikati usapenga iwe unoda kukwana papi pamubhedha apa zvikanzi pamamonya ipapo

Get nyambo in your inbox!