Ungazviitawo sei?
Nurse: Amai mwana wenyu anonzwei?
Amai: Shona neShangani
Nurse: Ndobvira kuti ari kubatiswa nei?
Amai: Nechichira chamunoona chandakamubereka nacho ichi
Nurse: Ndoreva kuti anosimbiswa nei?
Amai: Kuda ibota rakavira randave kumupa mazuva ano
Nurse: Ano sweater here?
Amai: Anosiweta zvose nekudhota kana amwa maheu akavirisa
Nurse: Oi mapirisi aya mopa 2 pazuva
Amai: Ko pamumvuri ndomupa mangani?
Nurse: Chibudai muende.