Find by tag

Hope dzechando hadzina kunaka!

Mumwe mface akarota aine nhumbu yakurwadza ndobva aenda mulabour, paaigomera nurse vachiti, "Push! Push!" Nurse ndokuti, "Makorokoto mava nemwana". Paakapepuka wanike aita dhodho, apa anga arikumba kwebabie.

Masasi ekupenga - chando

 Nechando chiriko makuseni ukarota uchigeza unogona kungomuka uchizora Mafuta.