Find by tag

Takasangana kupi?

Son: Nhai daddy makaberekerwa kupi?
Dad: kuChinhoyi.
Son: ko mhamha vakaberekerwa kupi?
Dad: kuGoromonzi.
Son: ko ini ndakaberekerwa kupi?
Dad: kuChitungwiza.
Son: Aaaaaah saka takasangana kupi?

Get nyambo in your inbox!