Find by tag

PHD (yaMagaya) yakamirirei?

Kwahi PHD zvinoreva kuti:

Pano 
Hatijaidze
Dhirez

$300 kunoona Magaya

Vamwe vaibhadhara $300 kuona Magaya kuGuest House face to facec isu takazomuona mahara kucourt 

Chikurubi Football Club set to sign Prophet Magaya

Latest Football Transfer News

Chikurubi football club is on the brink of signing a 32
year old striker, Walter Magaya before the transfer
window closes,to further strengthen their strike
force.

They already signed Munyaradzi Kereke on a 10
year deal. Kereke and Magaya they play similar
role,they will be partnering veteran Gumbura* in
attacking.

Kunamata kwaoma, mafundisi nama prophet ari kungo para mhosva

Yah kunamata muno munyika kwakuite kwechioma diko.  Ndakatanga ndiri kwamadzibaba Nzira ndokubva asungwa nge rape case. Kwakuti regai ndiende kwaGumbura wanike isame issue. Pandakati rekai hangu ndidzokere kuchipostori bvandaenda kwamadzibaba Ishimairi, iye kwakutifurira kuti tirove mapurisa tichiobve tasungwa . Kwakoenda hangu kwapastor Evan achibva atiza America. Bvandaenda hangu kwaMadungwe wanike akutotizire hake kudenga kwakubudira kwamai Chisamba. Ndechoenda hangu kwaMagaya. Imwi we. Achipedza kundinamatira police ichiosvike nendaa yekuti wakaite rape. Ngenyi anhu arikudai. But why