Find by tag

dai hangu ndiri bepa nhau

Murume aigara achiverenga newspaper nguva dzese.

Mukadzi: aaa dai ndiri newspaper
Murume: sei wadaro?
Mukadzi: nekuti waigara wakangondibata
Murume: neniwo ndaishuwira kuti dai waiva newspaper
Mukadzi: sei wadaro
Murume: nekuti ndaiti ndikakuverenga nhasi ndobva ndarasa mangwana ndotenga rimwe.