Find by tag

Airtime haibude zvekumhanya

Girl : nditumirewo airtime
Boy : yei?
Girl : yeku juicer ka nhai
Boy: wa juicer wozoitasei ne airtime yacho?
Girl : hezvo! tamu high court here?
Boy : Ehe mari haibude zvekumhanya, kuti manyoka here

summer time kana kuti winter time?

Boy; Unofarira nguva ipi.summer time
kana winter time Sweety.
Girl; Swty....handifarire dzose dzawataura idzo.
Boy; then which time?
Girl; ndinofarira airtime honey

Get nyambo in your inbox!