Find by tag

babie rine demba pamazino

Prosper akashanyira babie rake raigara kuMbare.So muface paakafunga kuti regai ndikise baby wanike rine katemba pakati pemazino chaipo. 
Prosper: baby ndifembere kuti wakadya nei nezuro? 
Tariro: fembera 
Prosper: nematemba 
Tariro: watadza nezuro takadya nemavheji.matemba takamadya last week bt 1

Kweshai meno

Kana uri mu yellow born it doesnt mean kut evrythng pauri chofanira kuva yellow? Mazino ngaakweshwe!