Find by tag

Masasi ekubatsirana - mari yeku snake park

Hanzi unotoona munhu achiwana time yekunoona nyoka ku snake park asi achishaya nguva yekunoona vabereki kumusha. Vanhu itai mushe imi.

Tendaiwo asikana

Janet: Varume vose imbwa!
Veronica‬: Kana wako ari imbwa havirevi Kuti vose imbwa my sister. Ini wangu is a two headed snake who is unashamful and conniving.a dirty pig asina hunhu. Better wako imbwa chete. learn to appreciate asikana