Find by tag

maid (sisi vebasa) achitaura na madam

MAID ACHITAURA NA MADAM:

Maid : Mhama ndanga ndichida kuti mundiwedzere mari nekuda kwezvikonzero zvitatu: Hamugoni ku aina, hamugoni kubika, pabonde futi hamuna door pandiri!
Madam : Akakuudza kuti handigone ku aina ndiani?
Maid : Ndi Daddy.
Madam : Akakuudza kuti handigone kubika ndiani?
Maid : Ndi Daddy.
Madam : (nehasha) Akakuudza kuti handigone pa bonde ndiyani?
Maid : Ndi Garden boy.
Madam : (vadzikama) Saka manga mati ndikuwedzerei ne marii nhai mainini?

makonzo ndiwo ari ku konzeresa

Some wives are just inconsiderate, shuwa mumba mune makonzo munhu anopopotera kuti why nduwe yababa yawanikwa muspare yemuskana webasa