Find by tag

Ndasangana nerimwe benzi ndikati, "Ko nhai mukuraramawo sei neChando ichi nokuti zvachirikuita mumba uine magumbeze kuzoti imi mapenzi panze?"

Zvikanzi "Shamwari ndopaunoona kuti kana usiri serious nekupenga unodzokera kumba..."

Chinoz - Ko hamusi kunzwa chando here?

Wife : ko nhai baba mwana nechando chiriko ichi apa hamuna juzi, hamusi kutonhorwa here??   
Chinoz: uuuhmm I think ndatova ne problem yenzeve.handisi kunzwa chando

Muchando vanhu havagezi!

2016 WATER BILL SUMMARY

January:     $36
February:   $35
March:       $36.50
April:         $40 
May:          $28
June:          $1.88

kasi mvura yacheaper?

Hope dzechando hadzina kunaka!

Mumwe mface akarota aine nhumbu yakurwadza ndobva aenda mulabour, paaigomera nurse vachiti, "Push! Push!" Nurse ndokuti, "Makorokoto mava nemwana". Paakapepuka wanike aita dhodho, apa anga arikumba kwebabie.

Mushini we chando

Sorry hama dzangu dzemuZimbabwe.
Ndini ndakaba kamushini kanogadzira chando kuRussia ndichifunga kuti ndekedovi. 
Zvino handichagoni kukadzima

Masasi ekupenga - chando

 Nechando chiriko makuseni ukarota uchigeza unogona kungomuka uchizora Mafuta.

ndinamatireiwo - journey mercies

Hama dzangu ndinamatireiwo,  things are not looking gud for me.  Handizivi kuti kwandiri kuda kuenda ndodzoka ndiri mupenyu here nekuti kwakaona. Kuti ndirege kuenda hazviiti coz it's a must.  Namatai pliz ndidzoke nyama nemweya zviripamwechete.  Ndiri kudemba kuti dai ndisina hangu kuzvarwa nekuti hupenyu hwazondiomera nhasi.  Hameno ndikadzoka ndiri mupenyu,  ndirikuenda kunogeza.

ndofunga ndaona njuzu

Hama


Ndikuti ndikatarisa muDish remvura yekugeza ndikuona munhu akanditarisa
Ndikati ndigeze naiye oda kundibata maoko ose

Haisi njuzu here?
Ndakumbomira kugeza