Find by tag

Nzvimbo neva gari vemu Harare

Vagari vemu Harare vakamira so:
MBAVHA - Mbare
ZVIGURE -Mabvuku
MAHURE -Chitungwiza
MAPOSITORI -Epworth
N'ANGA -Mufakose
MASOJA -Dzivarasekwa
MANINJA -Kambuzuma
MABOORANGOMA - Glen Norah
MaSALAD - Avondale
GUD GUYZ - Budiriro
MaSEWAGE - Glen View
MaBabe AKANAKA- Waterfalls
MaBHARANZI - Warren Park.
MaFISH-BONGA - Kuwadzana
TYPHOID - Hatcliffe
MaWAR-VET - Malbereign.
MADOFO - Zimre/Ruwa
maZHING-ZHONG -Borrodale
MaHUSTLER - Ximex Mall
MaHWINDI - Highfield
MAPENZI - Braeside
ZVIPOKO - Tafara
AIDS - Avenues!
VAROYI - Tafara
CHOLERA- Mabvuku
NHAMO YAKAPETWA KATATU - Matapi
VASINGAGEZE - Arcadia
VANA SIYA YECOK- Chikurubi ne Morris Depot
MANOSE - Greencroft
MAKUHWA - KwaMachipisa
VANOZVIDA IVO VARI MURUKISHENI - Glen Norah
NZARA- Rugare
MAROVHA- Braeside
ZVIDHAKWA- National
VEGWAZH - MT Pleasant/ UZ
VEKUMUSHA. - Charlotte Brooke/ Crowhill
BILHAZIA - Sunningdale/Mukuvisi
MACROOK - Kamfinsa
ZVIDHAFU - Eastlea
Kwako ndekupi kana 

Nharo dzeku bhawa

This old man akabva kubhawa akabatwa ne beer, ndokuti kune mukadzi wake ndipo bible, mudzimai ndokuita saizvozvo, mudhara ndokuvhura hake chapter yaMatthew overenga, suddenly bvaangoti "yaaa vanhu vane nharo" ndokuti kune mudzimai wake "mangwana kana wakuenda kuChurch undimutsewo nhaika" Mangwana vakamuka ndokubuda vese nguva dzekuenda kuChurch, vasvika pano pararana road yekuChurch neyekubhawa, mudhara ndokutora bible zvikanzi "mai mwana ndokuona wabva kuChurch rega ndimbono rakidza vanhu vaindiitisa nharo kubhawa nezuro kuti Matthew ina double T..

iwe bata imba

Chidhakwa chabva kubhawa chasvika pamba pacho chirikutadza kupinza key kuti chivhure door nekubvunda nedoro ,neighbour comes, "let me unlock the door for you",and chidhakwa replies "Dnt trouble yoself iwe bata imba chete kuti isa sheka sheka".

Mfundisi abvunzwa nzira yeku posvo

Mufundisi akabvunza chidhakwa nzira yeku Post Office. 
Aratidzwa nzira akatenda chaizvo mufundisi akati kuchidhakwa: "waitabasa wozouyawo kuchurch ndokuratidza nzira yekudenga ".
Chidhakwa chakadzedzereka chichiseka, chikati: "wozoziva yekudenga iwe wambotadza yekuPost Office?"

Chidhakwa chakapinda muButchery

Chidhakwa chakapinda muButchery chichida kutenga nyama:

Chidhakwa: Huku imarii mfana?

Butcherboy: Tinoisa paScale toona kuti imarii.

Chidhakwa: Ndiisire full chicken.

Butcherboy went to the fridge & only one full chicken was left. He picked it up & placed it on the scale.

Butcher boy: Yaita $6 mdhara.

Chidhakwa: Yaita diki, tsvaga zihombe pane dzese. 

Butcher boy took the chicken back & pretended to look for a bigger chicken to fool the drunkard. He comes back with the same chicken and by 

placed it on the scale.

Butcher boy: Zvaita Mdhara chicken iyi yaita $7,50.

Chidhakwa: Huku dzako idiki mfana. Anyway, chindipa dzose dziri two.

Kudhakwa chaiko

Kana usati  wambodhakwa zvekuti unopinda mutoilet wogara paseat woedza kuisa seat belt ...haaaa hausati waapedyo nekurega doro saka iti ziiii zvidhakwa pazvinotaura

Mharidzo yevanhu vasingapindi denga

Pastor: "Varoyi havapindi denga"
Chidhakwa : "Amen Pastor"
Pastor: "Mhombwe hadzipindi denga"
Chidhakwa:"Allelujah Munhu WaMwari"
Pastor: "Vanonyeya ,vamwe,mhondi nembavha havapindi denga"
Chidhakwa:"Ndizvozvo Pastor taurai zvenyu"
Pastor: "Kana zvidhakwa hazvipindi denga"
Chidhakwa: "Ndera mai vako here denga racho raunorambidza vamwe"

Mabasa edoro

Baba:Nhai mai mwana,ko mutoilet maisa light re automatic?
Amai: nemhaka yei madaro baba?
Baba: ndikungomuka ndovhura door light roto lighter,ndovhara rodzima.
Amai: Nhai imi matanga futi system yenyu yekuwetera muFiriji kana madhakwa

Driver iwe speed yako yakawandisa

Zvidhakwa 3 zvakakwira taxi zvakadhakwa heavy. Taxi driver akangostarter mota akabva adzima akati tasvika vasina kumbofamba Chidhakwa 1 chakaburuka chakatenda;chidhakwa 2 chakaburitsa mari chikabhadhara. Chechi 3 chakapa driver zimbama. Driver akafunga kuti raona zvaitika akabva abvunza kuti ko wandiroverei? Chidhakwa chikati speed yako yakawandisa, ko dai watiuraya