Find by tag

Makawandisa, hamukwani!

President Robert Mugabe visited Chinoz at his one-roomed house & he knocked on the door.
Chinoz: Ndiyani ?
RGM: I am his excellency; the head of state and gvt; the commander in chief of the Zimbabwe defence forces; the chancellor of all state universities; the first and permanent secretary of revolutionary party  of zanu pf, the father of Chatunga, the most educated president in the world and the president of the republic of zimbabwe, cde Robert Gabriel Mugabe.
Chinoz: ah makawandisa hamukwani ndine nzvimbo yemunhu one chete!

phone yakadonha woseka asi...

Phone yako ikadonha worwadziwa asi President wako akadonha woseka ...... shame

musango donha donha

Hanzi pane mufesi asungwa aonekwa achidonha mutwn akanzi ukutedzera president

Chinoz ninja circumcision

President we China akaita competition yekuda kuona the best ninja pasi rese. Saka pamaninja ese akaenda ikoko, pakasara 3 vanga vakapenga: weku Japan, mumwe weku England and
Chinoz from Africa.

Vakanzi do your best trick ndobva vakapiwa mosquito. Weku England akakanda mosquito ndokutora sword rake ndiye," ....... Whoooooooooosh, whooooosh!!" mosquito yakadonha pasi in 3 pieces!

Weku Japan akati I can do beta than that ndoku kandawo mosquito mudenga ndiye," Whooooosh,Whooooosh,whoooooosh , whooooosh!!" and the mosquito fell in 4 pieces...... wedu 

Chinoz akambomira achigaya kuti oita sei, ndokukanda mosquito mudenga ndiye "Whoooooosh aaaaaaaaaaya whoooooooooooosh!!" but mosquito yakaramba ichibhururuka.

President vakatsamwa vakati "what is this!"
Chinoz akapindura achiti, "Mukanyatsotarisisa, you will see kuti the Mosquito has been circumcised!!!"

Muroora - Zvinzvimbo pamusha

Vamwene vachiudza muroora mutsva: "Muroora, pamba pano VaTezvara wako ndivo President, Minister of Defence, Minister of Finance and Minister of Health. Ini Amwene vako ndini Vice President uye Minister of Home Affairs, Minister of Agriculture, Minister of National Housing and Minister of Gender. Murume wako uyu ndiye minister of youth saka iwe muroora pako ndepapi ?
Muroora achinyemwerera ndokuti "Ini ndiri leader weOpposition party."

Motorcade yemutungamiri wenyika yeZimbabwe

Chinoz and his son vachifamba vakaona ndege
Son: asi indege ya presdent kani?
Chinoz: dai yanga iri ya presdent waona zvimudhudhudhu mberi.

Masasi ekupenga - Surprise birthday ku state house

Guys ...pane vakasununguka here tiende tinoita surprise birthday party ya President ku state house

Get nyambo in your inbox!