Find by tag

mukaka wakanzi Handy andy

Dear Mukuwasha,

Ndanga ndichiti ndikuzivise kuti grocery ndakariwona asi ndokumbira kuti next tym musanditengerewo mukaka wakanzi Handy andy unoitisa manyoka.

Ndichapa sekuru mukaka wako

Mdhara Serebhu ari mubhazi achibva kubasa akuenda kumba kwake kuWaterfalls akagara paside pemukadzi arikuyamwisa mwana wake apa mwana arikuramba kuyamwa. Mai vaye vanotyisidzira mwana wavo vachiti, ''ukaramba kuyamwa ndichapa hangu sekuru ava mukaka wako'', Bhazi ratifambe fambe vava paroundabout mwana uye achingoramba kuyamwa mai vaye vanopamha zvakare kuti, ''yamwa iwe ndisati ndapa sekuru awa'' , ipapo Mdhara Serebhu anotarisa kuna mai vaye obva ati , ''ambuya rongai zvinhu zvenyu ka1 kana muchindipa ingondipai izvozvi zamhu racho ndiyamwe, hangu mabvira kudhara muchingoti muchandipa zvino ndakangogara muno apa ndanga ndichifanira kuburukira paZindoga'

Zamanishoni re Zimsec shona

Zimsec O'level Shona 
Multiple Choice :
Chii chatino kama kana taenda kudanga ? 
A . Mombe 
B . Mukaka 
C . Zamhu
D . Minyatso 

Masasi ekupenga - mwana anonzi Robert

Ukapa mwana achangobva mukuzvarwa zita kuti Robert, haasi anozokunetsa kumubvisa pamukaka here?