Find by tag

chinoz vaita accident

JUDGE: Ko chinoz tanzwa kuti watsika vanhu 5 muroad ,chii chaitika
CHINOZ: Zvaitika ndezvizvi vakuru, mota yangu yaputika vhiri ndichi driver mukamwe karoad
JUDGE: e-e?
CHINOZ: Saka kuleft kweroad kwakune vanhu 4 ku right kune 1 ,ndikati rega ndiende kuright zviri nani ndiuraye 1
JUDGE: Zvamamafunga wani.. ko chii chazoiitika kuti muuraye 5?
CHINOZ: Chazoitika ndechekuti 1 uya anga ari kuright azotizira kuleft kune 4 vaya ,saka pandati nditevere 1 uya bva ndabatanidzira nevamwe 4 vaya

rori ye sipo yekugeza

Rori yeGeisha yabheuka! Vanhu vanga vachitobatsira driver kudzosera sipo mumabox!!