Find by tag

Murombo haarovi Chinenguwo

Ndakasvika pakaungana vanhu ndikati paneiko, wanike ndiChinenguwo naMurombo vari kurwa. Ahhh, Murombo akakanda chematsenganzungu, Chinenguwo ndobva anzvenga, Chinenguwo achibanha Murombo nembhutsu, Murombo achiwira kwakadaro uko. 
Chinenguwo ndokuzogara pamusoro paMurombo ndokutanga kumutsonda nezvibhakera kusvika asarenda.
Chokwadi musi uyu ndakaona kuti Murombo haambofa akarova Chinenguwo

imba ichi kurukura nekiti

Imbwa: shamwari ini ndagara ndine munyama .
Kiti: why my friend.
Imbwa: anoba anonzi anoba sembwa ,anohura anonzi anohura sembwa ,anokara anonzi anokara sembwa ,chero murombo anonzi imbwa chaiyo, why my friend? why?
Kiti: siyana navo imbwa dzevanhu

Murombo haarove Chinenguwo

Rondedzero 

Murombo haarove Chinenguwo 

Murombo na Chinenguwo vakaenda kunochera mvura kuchibhorani zvavo vari vaviri, Murombo kwakurasa mvura ya Chinenguwo, vakomana ava vakarwa zvisingaite, Chinenguwo aripamusoro chete, ndipo pandakaona kuti Murombo haarove Chinenguwo