Find by tag

Mazai asina york

Pane wamwe blazo vaichengeta huku dzavo, sheshe(females) nemajongwe. Mazai adzai kandira, vaiatengesa kumusika. Blaz ava vakazongonzwa macustomer openga nekuti mazai akange asisina york. 

Bhudhi ava vakabva vatora bhazuka ravo ndokuriti paa, paa, pachirugwi chehuku. Zvikanzi: "Right, majongwe uku, sheshe uku, chindiudzai kuti ari kushandisa macondom ndiani."

Andidye hure!

hanzi mumwe mukwasha aibva kumalawi akauya kumba kwana ambuya vake (kwemusikana vaaida kuzoroora) kwamutoko. saka since yakanga iri nguva yekurima vanhu vese vakaenda kunorima mukwasha akanzi asare zvake ari pamba achimboona zvinoitika kwamutoko. mukwasha akasara zvake paden akati rega ndigare zvangu paveranda achiketa yaitambika. 

Dzagara gara dzakaona kamwe katseketsa kepaden kachimhanyiswa nejongwe ndokubva kasviko kwirwa nejongwe riya(mating). time time mukwasha akaona the same tseketsa ichi mhanyiswa nerimwe jongwe repanext door and the same thing (mating) happened. 

This happened for about three more times nemachongwe akasiyana siyana. maface adzoka kumunda ambuya vakati rega ndimbo feeda mukwasha vangu nenyama yehuku vachida kumupliza. nguva yesupper yakwana mukwasha akabva anzi chihuyai mudye. nekuona nyama yehuku akabva abunza ambuya kuti matenga kupiko huku? zvikanzi naambuya kwete handina kutenga ndauraya tseketsa yedu yatanga tichipfuya. mukwasha ndikubva ati, munoreva akakachena kanga karipanze masikati? 
ambuya nokuda kuimpressa vakabva vati, "hongu..." 
mukwasha ndokuti  "aaaa andidye hure ini!!"

Chinoz aku tizwa ne Huku

Chinoz was sent to deliver a live chicken to a customer.on his way he slipped and fell and huku yakabva yatanga kutiza.Chinoz started laughing and a security guard who was watching zvese zvichiitika asked Chinoz why he was laughing,then Chinoz answered "huku yakapusa iyi,iri kutiza ichienda kupi address ndini ndaipihwa..."

Chinoz vachinotenga Huku

Chinoz and his wife planned kunotenga huku. Vakaenda ku butcher then mkadzi wachinoz said 2litres dze huku imari. Chinoz vakaumburuka nekuseka sezvo manga makazara vanhu. Wife asked ko murikusekei then chinoz replied, "aahhh urikubvunza 2lts dzehuku isu tasiya chigubhu kumba?"

dressed chiken

Nhai hama, zvariri gore rezvidzidzo, ndiziviseiwo kuti Sei Huku yakaundurwa ichinzi Dressed
Chicken?

Ndokupa makumbo

Ndanzi neka babe kepa next door ndibatsireo kuundura huku kana tapedza ndokupa makumbo

Handisi kumhanyisa pfungwa here?

Wanga uchireva zvidya zvipi?

Tindo: anosvika pane madzimai vanotengesa machicken cuts mumadhishi                      

Tindo:Zvidya zvenyu imarii?     

Mukadzi: $1 for  2                          

Tindo:Ko zvehuku?                 

Mukadzi: Pfutseki saka wanga uchireva zvipi? 

Kudya huku ne nguruve pa christmas

Nhasi (christmas) ndiri kudya huku nenguruve kusvika ndaita "chicken porks"

Ma clarks edhora

Kwedu kujecha kwatinobva, kwatakazvarirwa...usazoshamisika ka ukanzwa mwana achideedzwa onzi " enda unotenga ma clarks e-$1 tibikire vaenzi" ... anenge atumwa nzondora...

Musachapa vana nyama yehuku

Mai vaigara vachibikira vana vavo huku everyday. Zvikanzi nemwanasikana: ndakuda kuudza mama vasatibikire huku.
Mukomana: ko nei?
Musikana: ndakubuda mambava ehuku kuchinhu changu.
Mukomana: aaaah ndaiti ndini ndega hona oooh( kachideredza bhurugwa)
Musikana: ehe nhai manje wewe watova nechimutsipa chehuku.
Mukomana: mutsipa wega here bata uchidzika uone kwatova nemazai 2.
Musikana :ehe sure nhai manjemanje unenge wakutokandira

Sei jongwe richi kukuridza rakatarisa mudenga?

Jongwe akavhunzwa kuti cey uchikukuridza wakatarisa mudenga zvikanzi najongwe ndinenge ndichitenda mwari kuti vakandipa mukadzi asina brugwa

Takangamwa chigubhu!

Mapenzi 2 akafunga kunotenga huku ndokuenda kubutchery. Asvika one rakaenda pacounter rikati tirikudawo 2 litres dzehuku. Vanhu vaivemo vese vakati bvuu kuseka rimwe benzi riya rikabva raumburuka pasi nekuseka. Riya ndokuti ko urikusekei? Zvikanzi ndirikuseka kuti tirikuda 2 litres dzehuku apa takanganwa chigubhu!

Chinoz - huku inedzungu

Chinoz akatumwa nehuku kuendesa pamwe pamba kuMbare, ari munzira huku yakapunyuka iye kwava kutanga kuseka huku ichitiza, mumwe mukomana akabvunza "ko mudhara munosekei muchisiya huku ichienda" zvikanzi "ini ndini ndapihwa address siya iite dzungu icharasika"

Masasi ekupenga - Bond Notes ne hohwa

Kugamuchira bond note frm the bank iwe wakaisa Us dollar, zvakafanana nekusiya wabikisa chicken wadzoka wosviko pakurirwa hohwa

Kudanana nemusikana ari kure

Kudanana nemukomana kana musikana ari joza Iwe uri zim zvakafanana nekudya sadza nemumvuri wehuku

Vakomana vebhuruwayo vagarika #nandos

Isu kuno kuBulawayo tagarika. Kungoti babes hande ku- nandos unonzwa, "Ndiwirwe hangu. Tenga hako maputi. "

samutoko - hura hwe huku

Samutoko vachitengesa huku nematumbu
acho vachidaidzira havo murokesheni pa
Glen view apo
Zvikanzi; 

"Ndino hura! nohuku!"
"Ndinohura nohuku"

masasi ekupenga: noah ne huku mu ariki

Imagine dai Noah akadya huku 1 muArk nhasi kungadai kusina KFC, Chicken inn kana Chicken Slice