Find by tag

Mazai asina york

Pane wamwe blazo vaichengeta huku dzavo, sheshe(females) nemajongwe. Mazai adzai kandira, vaiatengesa kumusika. Blaz ava vakazongonzwa macustomer openga nekuti mazai akange asisina york. 

Bhudhi ava vakabva vatora bhazuka ravo ndokuriti paa, paa, pachirugwi chehuku. Zvikanzi: "Right, majongwe uku, sheshe uku, chindiudzai kuti ari kushandisa macondom ndiani."

Futi ndanga ndakapfeka...

Mablazo two atongwerwa kufa mu court. Akabva anzi moda kuuraiwa sei. Fearing much pain, blazo1 asked to be shot in the head. He was then quickly
dealt with. 
blazo2 akati anoda kuinjectwa ┬┤AIDS┬┤ virus. Then he asked if he could go to the bathroom. This puzzled the executor, but akamubvumidza kuenda. On returning he was then given the so requested dose. He was then asked to leave. Can you guess what he said
before he left?
"Futi ndanga ndakapfeka Condom!"

Matsotsi emu harare anetsa

mwe shasha kuHarare uku yaive nebabes so manje. But babes yakange yakaroorwa time-time, so it happened kuti on one of the days yakabatikidzwa iri muden neHusband yegero, so he had to rush out without his pants and shoes, just the shirt.

Upon getting home, knowing his wife would need an explanation, he cooked one. "..mai bhoi ndarohwa nematsotsi, ndabirwa trousers neboots.." Shasha felt better payakanwza wife
ichiti, 
"...umm veduwe, inga matsosti anetsa muno.., (pause) ..., kubva vapfekedza victim yavo condom?"

Sugar Daddy yeku MSU

Umwe musikana weku Midlands State University (MSU) akaisa pikicha yababa vake se Whatsapp profile picture. Umwe musikana waano dzidza naye paakayona akamuti:
"Nhai sahwi, newewo unoizivawo Sugar daddy iyi, inondisvota sei. Haifariri condom, but inobuda mari'.

Usandinetse ndakuda kurara

Wife: Perfume yemukadzi yamuri kunhuwa maitorepi
Husband: Ndagumwa naamai vandanga ndakagara navo mukombi
Wife: Ko Lipstick iri pamuromo maiwanepi?
Husband: Ndaiwana kuna amai Julie pandanga ndichivakorokotedza
kupasa kwavakaita ku night school
Wife: Koma used condom ari muhomwe
Husband:Siyana neni ndakuda kurara
Wife: But hazvisi fair isu tikashandisa hatimbouya nawo kumba
Husband: Watiii?
Wife: Usandinetse ndakuda kurara