Find by tag

Chimukuyu

Pane vamwe amai vataiona mazuva ose, zuva rovira tichibva kuchikoro. Mai ava vaigara vakazambira mushana vakaita zvokushadabura, pakati pemakumbo ava pakannyatsoteya zuva. 

Vakazotsiurwa nemumwewo muvakidzani wavo achiti "Nhai mai Spiwe, mugariro rudziiko iwoyo?" 

Ivo ndokubva vapindura vachiti "AAh zvababa vaSpiwe nhai vanondinetsa vachiti vanoda chimukuyu".

Get nyambo in your inbox!