Find by tag

Asi chii nhai mai mutasa

Ko yakazoitika, VaChisvo vakanyimwa pakati one day nawifers. Vakazama kukumbira madam ikati mayazi ndakaneta. Saka munoketa kana yamira samanyika yamira..so SaChisvo dzikati adzimai woye ini hangu handingazvikuriri onai zvekuita. Mai bhoi ikati no, torai $50 mudzika neraini, handifungi kuti mungashaya wekukwira. Chisvo dzakamhanya after 1hr ndokuzodzoka. Madam ikarova inquiries kobaba mawana here zvamafambira. SaChisvo ikasasa kuti ndazokiya mai vanogara panhamba 5.

Chopazi madam yakabvunza how much the man paid and he had paid yese $50. Zvikanzi namadam asi Mai Mutasa chii nhai, vakuitirai $50 asi vaMutasa ndinosovaitira $20..Asi chii..

Get nyambo in your inbox!