Find by tag

Chii chinokonzeresa izvi?

  1. Kungopinda mubhazi wakuda kutenga nepawindow iwe wanga wakamira panze bhazi risati rauya.
  2. Kungokwira rori wakudeedzera nekutukirira vari panze.
  3. Kungotanga kugeza kwakutotanga kuimba apa hauna voice racho futi,nxa!.
  4. Kungorara pabed wototanga kubrowser phone pafacebook nepawhatsapp.
  5. Kungopinda mundege wakuda kutaura chirungu.
  6. Kungopihwa tea wakuda nechingwa.
  7. Kungopinda mukombi wakuda coin
  8. Kungomhoreswa nemukomana wakutofunga uri kuda kunyengwa
  9. Kungoona ari kunwa scud yake wava kutobvunza kuti riri sei nhasi?
  10. kungoona munhu anezuda nendebvu makutoti mupostori!.
  11. 11 . Kungoona Rasta wavakutofunga kuti anosvuta mbanj
  12. 12 Kungoona mukadzi mubhawa wakutoti ihure 

Get nyambo in your inbox!