Find by tag

Ranga rawira kuseri kwe durawall

Amai Jeni vawacha hembe dzavo vaisa padurawall. Pakunotora manheru bhurukwa ravo ranga radonhera panext door kuseri kwedura wall. Ko vanozivei!

Vabva kubasa baba vepanext door vomemawo musha wavo manheru aya. Aa vabva vadhumana nebhurukwa. Vanodana kamwana kavo vobvunza kuti raive raani. " Mai Jeni" mwana anodaira. "Chienda unovapa"

Pakusvika kwamai Jeni kamwana kanosvikoona baba Jeni. " Hanzi nababa bhurukwa ramai Jeni iri..."

Get nyambo in your inbox!