Find by tag

Paqeue

Vamwe blaz vakanga varasika saka ndokuzongosvika paden peimwe king paiva pane security. Saka blaz dzakakumbira pekurara.King vaiva nembama yemwana musikana and mai king vaibika nyemba pamoto.Saka blaz avhunzwa naking kuti ainzi ani akati ndonzi Matako, kuna mai king akati ndonzi Kapeche Kemwana, kuna mwana waking akati ndonzi Nyemba Dzatsva.

Saka time time blaz dzakasara nekamoko kaya vari vega blaz ndokukwira kamoko.Saka kamoko kakatanga kuchema kachiti amai huyai muone Nyemba Dzatsva. Saka mhomz yaidaidzirawo back ichiti isa mvura kaiwe.Time time yakazoti rega ndinoona kuti dzambotsva sei wanike ah! blaz vari kurova zvinhu wanzwa.

Mhoms yakatanga kudeedzerawo kuna king manje, Ikati baba huyai muone kapeche kemwana, apaking vakati ah! mai bhoyi ndingaone kapeche kemwana here ini.Mhoms yaramba  ichideedzera king vakati rega ndimboona kuti kamboita sei kapeche aka.Padzakapinda
muden blaz vachibva varova shuz vakananga kughedhi kwaiva nemaguard.

Zvikanzi na king "Batai Mata- aa-ko, ndati batai Matako". Security detail ichibva yaisa pfuti pasi ndokubata matako apa kablaz kachipfuura.

Get nyambo in your inbox!