Find by tag

udzai vana chokwadi

John(6yrs) ari kubva kuchikoro anosangana nezvikomana zvitatu. chimwe chezvikomana izvi chinomutuka chichiti, "mboro yababa yako." john  kanosvika kumba kobvunza amai koti "mhamha chii chinonzi mboro." mhamha vanoti, "ruoko mwanangu." remangana acho john kanoenda kuchikoro kosangana nezvikomana zviya zvinomutuka zvichiti, "beche ramai vako." john kanosvika kumba kobvunza amai kuti beche chii. amai vanoti, "iziso mwanangu." john kanonzwisisa konyarara hako.

remangwana acho mumba makazara vaenzi amai vanoti, "john ndigachidze kapu iyo." john kanoti, "handisvikiri tumai baba vane mboro refu." vanhu vese vaiva mumba vanokatyamadzwa nazvo votanga kuseka vachiburitsa musodzi mumaziso. john kanomira pamberi pavo koti, " ko! muri kunyanya kusekei zvemunobva maburitsa musodzi mubeche?"

Get nyambo in your inbox!