Find by tag

Jongwe akangwarisa

imwe member yakaenda kundotsvaga Jongwe reku servicer huku dzake ndokuriwana raiva nezemu rakawandisa.

Akazoshamiswa achiona ravakukwira mhuka dzimwe dzisiri huku including mbudzi, mombe, madhadha,katsi, imbwa, madhongi-chero vakadzi vemumusha iwoyo ! Varume vevakadzi ava vakafunga kuuraya jongwe coz ranga radya chikafu chavo. Jongwe achinzwa izvi akarova touch akati gumbo ndibereke. Akateverwa-varume vaine mapfumo nematemo uku vakadzi vachiridza mhere. Jongwe akananga musango ndokubva ashaika Vanhu vakaona ma vulture aibhururuka in a circle mudenga kureva kuti there is dead meat padhuze

Vakabva vaona Jongwe akarara pasi akati nyana-a seakafa
Vakadzi vakabva vanyanyisa kuchema
Jongwe ndokubva ati "shhhh-hh murikuita noise, ndirikutaimira ma vultures ayo"
JONGWE AKANGA AFUNGA ZVEKWIRAIRA MA VULTURES !!!!!!!

Get nyambo in your inbox!