Find by tag

Ma presents kuna mai

Paiva nevamwe vana vaiva naamai vaibva kuGhana. Rimwezuva vakafunga kutengera mai vavo mapresents, wekutanga akatenga mota yekufambisa vachinoona hama.

Wechitwo akatenga imba ine marooms 36, wechithree akavatengera parrot yaizovavaraidza ichitaura zvisina basa.

Mai vacho havana kunyatsofara nekuti vaiti havana hama muZimbabwe saka vaisazoshandisa mota yacho. Kune wechitwo vakati havana munhu wekugara naye mumba macho asi vakatenda wechithree vakati wakandipa kahuku endekainaka.

Get nyambo in your inbox!