Find by tag

Gonyeti raka nanga Beitbridge

Gonyeti ramira pambudzi richideedzera $2 paBeitbridge vanhu kwakumhanyidzana wena 15 vakakwana vapinda paya Gudo richibva ragara zvaro pasteering zvikanzi vazukuru ini ndinokanganwa batanidzai mapondo angu agare auya. Team rabatanidza paye nekutya vabhadhara. Chinzwa Ma1 acho manje  after every 5 km Gudo raingodedzera vazukuru ini ndinokanganwa mapondo angu ngaauye.Team parakazosvika Beitbridge ranga rabhadhara $300 pamunhu.apa waiti ukaendesa yakabatana change yanga isingauye

Get nyambo in your inbox!