Find by tag

Tsamba kuna Tete

Dear Aunty Rhoda : ndaitawo dambudziko. Mukadzi wangu anorara akapfeka hovhorosi. Pamwe bomber jacket, pamwe swimsuit , pamwe track suit. Nezuro akarara ne overcoat mukati aine skin tight. Ndodiiwo? 
Mhinduro: Dear Muzukuru, Ukwane iwe wanzwa. Tenga magumbeze nxaa. Tibvire apo

Get nyambo in your inbox!