Find by tag

Mukadzi oreurura zvitadzo kumurume

Mukadzi airwara serious akati regai ndiudze murume wangu zvandakatadza ndisati ndafa,    

Mukadzi : daddy ndakufa  ini          
Murume :  usadaro swty ahufe mwari vanewe        
Mukadzi : sorry honey nezvandakaita ndaikubira mari ndichinopa boyfriend yangu pluz Tadiwa ahasi mwana wako ndiwe boyfriend              
Murume : ndaizviziva ndosaka ndakuisira poison!

Get nyambo in your inbox!