Find by tag

Mubedha wakambo rarwa neumwe mukadzi

Asi vakadzi vakapusa unotonzwa vachizvikudza hanzi handirari pamubhedha wakamborarwa nemumwe mkadzi hee handishandisi midziyo yakamboshandiswa nemumwe mkadzi kkkk ko nhengo yababa yacho munodi kuiramba cz yakamboshandiswa nemumwe mkadzi

Get nyambo in your inbox!