Find by tag

Kuda zvinhu - Jehovah's witness

Nhasi ndaona a handsome guy achifamba achiuya kwandiri.taita eye contact ndokusekererana ndikati zvangu zvaita. 
Andimhoresa l responded well ndichisekerera.Azoti do you have time to talk ndikati yep.abva ati give me a second ndokutanga kufamba achienda kudiscovery 4 yanga iri padivi. Ini  semudi wezinhu ndikati zvangu zvaita
Abudisa machair two kuboot zvikanzi come let's seat.hana yarova ndikati what have l done to deserve attention yemhene iyi
Little did l know kuti muJehovha's witness. Mhepo yandidambura vakomana.apa achiri kutaura maverse.
Ndifonereiwo ndibve pano!

Get nyambo in your inbox!