Find by tag

Ndadonhedza mari - kutuma mwana wepa next door

Ndamuka ndine coin rangu, Ndabva ndatumira kumwana kepanext kunonditengera half loaf, ndakaona kachidzoka kasina chingwa asi kachidya yoghurt. 
Hanzi ndadonhedza coin renyu ndichienda Saka pakudzoka ndabva ndanhongawo rangu ndikabva ndatenga yoghurt 

Get nyambo in your inbox!