Find by tag

Panze pane rima

Kumwe kubara so, 
Mai: "enda unotora huni panze"
Mwana: "panze penerima ndinotya"
Mai: "enda jesu aripo panze"
Ipapo Mwana akabva adongorera pahwindo zvikanzi "jesu kana muripo nditambidzeiwo huni..."

Get nyambo in your inbox!