Find by tag

driver dzora volume

Vamwe mai mukombi vakafonerwa vakati driver ndinokumbirawo udzikise volume yeradio yako. Driver akadzikisa volume vanhu vese mukombi vakanyarara. Mai vaye vakaisawo foni yavo pa loud vakati: "Hallo baba vaChipo matiiko?" zvikanzi  nemurume: "Ndati sei wasiya usina kurasa weti yako irimubucket?"

Get nyambo in your inbox!