Find by tag

ku winner kwa Mliswa kwaka vhiringa ma stand eku norton

Roja: mamuka sei landlord?
Landlord: tamuka mamukawo
Roja:ndanga ndichida kukuudzai kuti ndapinda ndapinda.
Landlord: uri kuti kudii ko iwe?
Roja: imba yenyu yaidhura plus taingotenga magetsi imi musinga tengi
Landlord: aka?
Roja: ndapiwa chibage plus mafuta ekubikisa ne stand ne ZANU-PF.
Landlord:taura nyaya yako
Roja:kupera kwemwedzi ndava kubva pano ndonogara Ku stand kwangu
Landlord: OK zvakana.

(next day after Themba Mliswa wins by elections)
Roja:kupera kwemwedzi handichabuda pamba pano nekuti bato redu radyiwa saka ma stands atakavimbiswa hakuchina.
Landlord: handiti wamuwona munhu abva pano nguva dziya?
Roja: ehe ndamuwona.
Landlord: ato bhadhara rent yekupinda mumba mako.mari yacho ndatumira mwana  Ku boarding school.
Roja:saka ndoita sei ??
Landlord: bvunza bato rako.

Get nyambo in your inbox!