Find by tag

baby unogara wakachena

Prosper: baby unogara wakachena chaizvo asi zvanhasi zvakanyanya. 
Tariro: thanx, ndaisaziva kuti ndinochena zvinoyamurawo 
Prosper: no ndiri kureva kuti unogara wakachena muromo nenzara.