Find by tag

ma bond notes anenge network

Chinzwa vasikana vaye manje:

"Kana pane anoda kundiroora, ngaato manya manya izvozvi! Zvekuzo roorwa nema bond unotoshaya value kikiki. Apa marii yacho inoshanda kugumira paborder kunge network"

Get nyambo in your inbox!