Find by tag

Bond Notes - ko naira nekwacha?

Hanzi heee bond harishande kunze... Heee bond zvakati zvikazoti. 

Ko iro Kwacha rinomboshanda kunze kupi? 
Meticash inoshanda kunze kupi? 
Naira chairo rinoshanda kunze kupi ? 

Bond ndiro ramunoda kuti ritenge kunze nekuti raita sei? 

MUKWANE!