Find by tag

Dzimba Dzakaoma!

Dzimba dzakaoma vakomana.Ndakazviwanira zvangu babie rangu raive steady ndikati regai ndiroore hangu.Takabva taita kamwana kwedu.Sezvo mari yainetsa mukadzi akati otsvaga basa tibatsirane.Pasina nguva ndakanzwa mukadzi oti awana basa pane imwe lodge.Zvakadaro takabva tatama kubva pamba yevabereki tave kuno lodger kweduwo sezvo mari yakanga yave kubatana manje.Problem yakazouya pandakati regai ndirovere chipikiri chekuisa picture frame.Aaa ndakatambura coz madziro ainge akaoma iwayo.Ndipo pandakaona kuti Dzimba dzakaoma.

Get nyambo in your inbox!