Find by tag

Driver iwe speed yako yakawandisa

Zvidhakwa 3 zvakakwira taxi zvakadhakwa heavy. Taxi driver akangostarter mota akabva adzima akati tasvika vasina kumbofamba Chidhakwa 1 chakaburuka chakatenda;chidhakwa 2 chakaburitsa mari chikabhadhara. Chechi 3 chakapa driver zimbama. Driver akafunga kuti raona zvaitika akabva abvunza kuti ko wandiroverei? Chidhakwa chikati speed yako yakawandisa, ko dai watiuraya

Get nyambo in your inbox!