Find by tag

Zvinhu zvinoratidza kuti hawusati wava nemari

12 Things that will let you know kuti hausati waita mari, imbodzikama.
1. Ukaona uchivhunduka murungu
2. Ukaona uchiri kutenga mu shop/supermarket inobvunzwa receipt pa door
3. Ukaona mu Phone yako musina kana one message ya teacher na headmaster vemwana wako.
4. Ukaona uchigara imba ine ma burglar bars
5. Ukaona uchigara muimba ine sitting room inedoor rinonanga mu main bedroom
6. Ukaona uchidyira mu sitting room uyezve mumba mako musina dining room ne table yacho.
7. Ukaona une musikana webasa one uyezve ari iye anoita futi zve garden nekugeza mota
8. Ukaona uchidira fuel ye $5 zvichidzika
9. Ukaona mumba menyu muchidya type one yenyama pa meal uyezve muchidya more than 1 loaf pa Zuva. Chingwa hachifanire kuwanda kudarika zvinoiswa pakati pechingwa.
10. Ukaona kwaunogara kusingawanikwe ma billboards e perfume
11. Ukaona uchi scratcher airtime kuti u juice 
12. Ukaona bank manager asina phone number yako mu phone make.