Find by tag

Muchengeti wenyama nedoro parufu

If yu think money is the only thing that changes step yemunhu then hamusati maona munhu ane key dzepanogara nyama nedoro parufu

  • Anoda kunanzvwa
  • Anoda kuomberwa
  • Ko iko kuzoda kuenda pakahwanda kuti atsvagwe

Get nyambo in your inbox!