Find by tag

ndinamatireiwo - journey mercies

Hama dzangu ndinamatireiwo,  things are not looking gud for me.  Handizivi kuti kwandiri kuda kuenda ndodzoka ndiri mupenyu here nekuti kwakaona. Kuti ndirege kuenda hazviiti coz it's a must.  Namatai pliz ndidzoke nyama nemweya zviripamwechete.  Ndiri kudemba kuti dai ndisina hangu kuzvarwa nekuti hupenyu hwazondiomera nhasi.  Hameno ndikadzoka ndiri mupenyu,  ndirikuenda kunogeza.

Get nyambo in your inbox!