Find by tag

Ndiyai mudiki kumba kwenyu

Teacher: Tonderai kumba kwenyu ndiani mudiki?
Tonderai: Ndi daddy
Teacher:  Seyi wati ndi daddy?
Tonderai: Nekuti ndovachiri kurara namhamha

Get nyambo in your inbox!