Find by tag

Father's work

Teacher : John , ndiwe wega wasara usina kutaura basa rababa kana amai vako sei !
John : Ndinotya kuti munozondirova !
Teacher : Ndichikuroverei?
John : Nokuti ndaona motokari yenyu ichidhonzwa vhiri rekumberi risina mweya naheadmaster , pavapinda pagedhi rechikoro makuseni.
Teacher : Ko iwe kana vabereki vako munogova mapinda papi ipapapa ?
John : Daddy , ndivo Chief spike spearheader  kumapurisa ari pa roadblock  iri panzira yandanzwa muchipopota pamapinda muClass makuseni muchitaura na Mistress Gladys! 

Get nyambo in your inbox!