Find by tag

kumwisa mwana uchi baya baya whatsapp

Zvakawoma zvemunyika. Ndasangana nevamwe sisi makuseni zamhu rimwechete riripanze vakatakura Handbag apa vari busy paWhatsapp ndakavabvunza ukuti indava vachifamba zamhu riripanze ririkurwadza here. Sisi vabva vakanda Handbag pasi vakabata muzoro vachiridza mhere ndakashamisika ini ndikati indava sisi ,vakati ndakangamwa mwana mukombi...

Whatsapp nikisi mhani

Get nyambo in your inbox!